1 Corinthians 7:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe ŋgaagare pakuɗanwa kwaakaɗanwa nako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe ngaagare ari zvaakanga ari paakadanwa naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose ngaarambe ari zvaakanga ari paakadaidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe ngaagare pakudanwa kwaakadanwa nako.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe ngaagare pakudamwa kwaakadamwa nako.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe ngaagare pakudanwa kwaakadanwa nako.