1 Corinthians 7:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaɗanwa uri muranda here? Usaɀidya mŋoyo; asi kana uŋgasunuŋgurwa, ɀirinani kuti uɗaro hako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga uri muranda here pawakadanwa? Ngazvirege kukudya mwoyo; kunyange zvakadaro, kana uchigona kuva wakasununguka, ita saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakanga uri muranda here pawakadanwa, hazvina mhosva, asi kana uchigona kuwana rusununguko rwako chawawana batisisa, zvisunungure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakadanwa uri muranda here? Usazvidya mwoyo; asi kana ungasunungurwa, zviri nani kuti udaro hako.
Shona 2009?
Wakadamwa uri muranda here? Usazvidya moyo; asi kana ungasunungurwa, zvirinani kuti udaro hako.
Shona SUB 2002 Bible
Wakadanwa uri muranda here? Usazvidya mwoyo; asi kana ungasunungurwa, zviri nani kuti udaro hako.