1 Corinthians 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaɗanwa munaShe, ari muranda, waʋa musunuŋgurwa waShe; saiɀoɀo ʋo, wakaɗanwa akasunuŋguka, waʋa muranda waKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti uyo akadanwa naShe ari muranda, ava akasununguka muna She; zvimwe chetezvo, uyo akanga akasununguka paakadanwa ava muranda waKristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti muranda anenge adaidzwa muna Tenzi, munhu akasununguka waTenzi. Ndizvozvowo nomunhu akadanwa iye akasununguka, muranda waKristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akadanwa muna Ishe, ari muranda, wava musunungurwa waIshe; saizvozvowo, akadanwa akasununguka, wava muranda waKristu.
Shona 2009?
Nokuti wakadamwa munaShe, ari muranda, wava musunungurwa waShe; saizvozvovo, wakadamwa akasununguka, wava muranda waKristu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akadanwa muna Ishe, ari muranda, wava musunungurwa waIshe; saizvozvowo, akadanwa akasununguka, wava muranda waKristu.