1 Corinthians 7:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndinoti nokuɗa kwenhamo ino, ɀakanaka kuti munhu agare akaɗaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwenhamo yazvino, ndinofunga kuti zvakanaka kuti munhu agare akadaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinofunga kuti nenhamo dziriko iye zvino, zviri nani kuti munhu arambe ari zvaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndinoti kuda kwenhamo ino, zvakanaka kuti munhu agare akadaro.
Shona 2009?
Naizvozvo ndinoti nokuda kwenhamo ino, zvakanaka kuti munhu agare akadaro.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndinoti kuda kwenhamo ino, zvakanaka kuti munhu agare akadaro.