1 Corinthians 7:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndinoɀitaura iɀi, hama dzaŋgu, nokuti ŋguʋa ifupi; kuti kubva ɀino ʋanaʋakadzi ʋaʋe saʋasina;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvandinoreva hama dzangu, ndezvokuti nguva ipfupi. Kubva zvino zvichienda mberi vana vakadzi ngavararame savasina;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandinoreva ndezvizvi, hama dzangu, nguva yakatemwa iya yava pedyo pedyo. Kubvira iye zvino zvichienda mberi vana vadzimai ngavagare savasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinozvitaura izvi, hama dzangu, nokuti nguva ipfupi; kuti kubva zvino vana vakadzi vave savasina;
Shona 2009?
Zvino ndinozvitaura izvi, hama dzangu, nokuti nguva ipfupi; kuti kubva zvino vanavakadzi vave savasina;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndinozvitaura izvi, hama dzangu, nokuti nguva ipfupi; kuti kubva zvino vana vakadzi vave savasina;