1 Corinthians 7:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋanoɓata ne ɀe nyika, saʋasiŋgaɓatisisi naɀo; nokuti mugariro wenyika ino unopfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
navaya vane zvinhu zvenyika ino, savasingabatiriri pazviri. Nokuti nyika ino sezvairi nhasi ichapfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vane zvokuita nezvenyika ngavaite savasinei nezvenyika nokuti nyika sezvairi iri kupfuura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
navanobata nezvenyika, savasingabatisisi nazvo; nokuti mugariro wenyika ino unopfuura.
Shona 2009?
navanobata nezvenyika, savasingabatisisi nazvo; nokuti mugariro wenyika ino unopfuvura.
Shona SUB 2002 Bible
navanobata nezvenyika, savasingabatisisi nazvo; nokuti mugariro wenyika ino unopfuura.