1 Corinthians 7:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi wakawana, unofuŋga ɀenyika, kuti uŋgafadza mukadzi wake sei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi murume akawana anofunga pamusoro pezvinhu zvenyika ino, kuti angafadza mukadzi wake sei,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu ane mwoyo miviri. Mukadzi asina kuroorwa kana kuti mhandara, ano shungu nezvaTenzi kuti ave mutsvene mumuviri nomumweya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi akawana, anofunga zvenyika, kuti angafadza mukadzi wake sei.
Shona 2009?
Asi wakawana, unofunga zvenyika, kuti ungafadza mukadzi wake sei.
Shona SUB 2002 Bible
Asi akawana, anofunga zvenyika, kuti angafadza mukadzi wake sei.