1 Corinthians 7:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ndinotaura kuti muɓatsirwe imi; ndisiŋgaɗi kukusuŋgai nomusuŋgo, asi nokuɗa kweɀakafanira, ʋuye kuti munamatire Ishe, musiŋgakaŋganiswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kutaura izvi kuti zvikubatsirei, kwete kuti ndikudzivisei, asi kuti murarame munzira yakarurama muchizvipira kuna She zvizere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinotaura izvi kuti ndikubatsirei, kwete kuti ndiwane chandinokurambidzai asi kuti pave nokuita kune mwero uye kuti muve nomwoyo mumwechete kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi ndinotaura kuti mubatsirwe imi; ndisingadi kukusungai nomusungo, asi nokuda kwezvakafanira, uye kuti munamatire Ishe, musingakanganiswi.
Shona 2009?
Izvi ndinotaura kuti mubatsirwe imi; ndisingadi kukusungai nomusungo, asi nokuda kwezvakafanira, uye kuti munamatire Ishe, musingakanganiswi.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi ndinotaura kuti mubatsirwe imi; ndisingadi kukusungai nomusungo, asi nokuda kwezvakafanira, uye kuti munamatire Ishe, musingakanganiswi.