1 Corinthians 7:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi uŋganyanya kufara kana acigara akaɗaro, pakufuŋga kwaŋgu ini; ɀino ndinoti neni ʋo ndinoMŋeya waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mukuona kwangu, angatonyanya kufara kana akagara akadaro, uye ndinofunga kuti neniwo ndino Mweya waMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi sokuona kwangu angatova munhu akakomborerwa zvake akaramba ari zvaari izvozvo. Ndinofunga kuti ndina Mweya waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi anganyanya kufara kana achigara akadaro, pakufunga kwangu ini; zvino ndinoti neniwo ndinaMweya waMwari.
Shona 2009?
Asi unganyanya kufara kana achigara akadaro, pakufunga kwangu ini; zvino ndinoti nenivo ndinoMweya waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi anganyanya kufara kana achigara akadaro, pakufunga kwangu ini; zvino ndinoti neniwo ndinaMweya waMwari.