1 Corinthians 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndinoti kunaʋasina‐kuwana, nokucirikadzi: Ɀakanaka kuti ʋagare seni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kune vasina kuwana nechirikadzi ndinoti: Zvakanaka kwavari kuti vasawana, sezvandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vasina kuroora nechirikadzi, ndinoti zviri nani kwavari kuramba vasina kuwana sezvandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndinoti kuna vasina kuwana, nokuchirikadzi, Zvakanaka kuti vagare seni.
Shona 2009?
Asi ndinoti kunavasina kuwana,, nokuchirikadzi: Zvakanaka kuti vagare seni.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndinoti kuna vasina kuwana, nokuchirikadzi, Zvakanaka kuti vagare seni.