1 Corinthians 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ʋasiŋgagoni kuɀidzora, ŋgaʋawane; nokuti ɀirinani kuti ʋawane pakutȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana vasingagoni kuzvidzora, vanofanira kuwana, nokuti zviri nani kuwana pane kutsva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana vasingakwanisi kuzvibata ngavawane nokuti zvirinani kuwana pano kutsva nehavi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana vasingagoni kuzvidzora, ngavawane; nokuti zviri nani kuti vawane pakutsva.
Shona 2009?
Asi kana vasingagoni kuzvidzora, ngavawane; nokuti zvirinani kuti vawane pakutsva.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana vasingagoni kuzvidzora, ngavawane; nokuti zviri nani kuti vawane pakutsva.