1 Corinthians 8:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, pamsoro peɀakaɓayirwa ɀifananidzo, tinoziʋa kuti tose tinako kuziʋa. Kuziʋa kunoʋuyisa kuɀikudza, asi ruɗo runosimbisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, pamusoro pezvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo: Tinoziva kuti tose tino ruzivo. Ruzivo runouyisa kuzvikudza, asi rudo runovaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panyaya yechokudya chakapirwa kuna vamwari vasirivo tinoziva kuti tose tine ruzivo nazvo. Ruzivo runotutumadza munhu asi rudo ndirwo runovaka munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, pamusoro pezvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti tose tinako kuziva. Kuziva kunouyisa kuzvikudza, asi rudo runosimbisa.
Shona 2009?
Zvino, pamusoro pezvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti tose tinako kuziva. Kuziva kunovuyisa kuzvikudza, asi rudo runosimbisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, pamusoro pezvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti tose tinako kuziva. Kuziva kunouyisa kuzvikudza, asi rudo runosimbisa.