1 Corinthians 8:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana mumŋe acikuʋona iwe, unako kuziʋa, ugere pakudya mutembere yecifananidzo, ko hana yaiyeye usinesimba haiŋgatsuŋgiswi, kuti adye iɀo ɀakaɓayirwa ɀifananidzo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kana mumwe asina simba achikuona iwe uno ruzivo urwu uchidya uri mutemberi yechifananidzo, ko, hana yaiye asina simba haingatsungiswi kuti adye izvo zvakabayirwa kuzvifananidzo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti munhu akakuona iwe uno ruzivo uri pakudya mutemberi yavamwari vasiri ivo haazokurudzirwa here kana ari uya wehana nhete kuti adye chokudya chakapirwa kuna vamwari vasiri ivo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana mumwe achikuona iwe, unako kuziva, ugere pakudya mutemberi yechifananidzo, ko hana yaiyeye asina simba haingatsungiswi, kuti adye izvo zvakabayirwa zvifananidzo here?
Shona 2009?
Nokuti kana mumwe achikuvona iwe, unako kuziva, ugere pakudya mutembere yechifananidzo, ko hana yaiyeye usinesimba haingatsungiswi, kuti adye izvo zvakabayirwa zvifananidzo here?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana mumwe achikuona iwe, unako kuziva, ugere pakudya mutemberi yechifananidzo, ko hana yaiyeye asina simba haingatsungiswi, kuti adye izvo zvakabayirwa zvifananidzo here?