1 Corinthians 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nokuziʋa kwako uyo usinesimba unoparadzwa, iri hama yakafirwa ʋo naKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, hama iyi isina simba, iyo yakafirwa naKristu ichaparadzwa nokuziva kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo noruzivo rwako, munhu uyu wehana nhete anoparadzwa, hama yakatofirwa naKristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nokuziva kwako uyo asina simba anoparadzwa, iri hama yakafirwawo naKristu.
Shona 2009?
Nokuti nokuziva kwako uyo usinesimba unoparadzwa, iri hama yakafirwavo naKrsitu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nokuziva kwako uyo asina simba anoparadzwa, iri hama yakafirwawo naKristu.