1 Corinthians 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mucitadzira hama saiɀoɀo, mucirwadzisa hana yaʋo isinesimba, munotadzira Kristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukatadzira hama dzenyu zvakadai uye muchikuvadza hana dzavo dzisina simba, munotadzira Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo nokutadzira hama dzako kudaro uchikuvadza hana dzadzo kana dziri nhete uri kutotadzira Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana muchitadzira hama saizvozvo, muchirwadzisa hana yavo isina simba munotadzira Kristu.
Shona 2009?
Zvino kana muchitadzira hama saizvozvo, muchirwadzisa hana yavo isinesimba, munotadzira Kristu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana muchitadzira hama saizvozvo, muchirwadzisa hana yavo isina simba munotadzira Kristu.