1 Corinthians 8:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu aciti, ndinoziʋa cinhu, ugere kutoŋgoziʋa seɀaakafanira kuziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anofunga kuti anoziva chinhu achigere kuziva zvaanofanira kuziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu achiti ndinoziva, haazivi sokuziva kwaanofanira kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achiti, “Ndinoziva chinhu,” agere kutongoziva sezvaakafanira kuziva.
Shona 2009?
Kana munhu achiti, ndinoziva chinhu, ugere kutongoziva sezvaakafanira kuziva.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu achiti, “Ndinoziva chinhu,” agere kutongoziva sezvaakafanira kuziva.