1 Corinthians 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana kuri kudya ɀinhu ɀakaɓayirwa ɀifananidzo, tinoziʋa kuti cifananidzo hacizi cinhu panyika, ʋuye kuti hakunaMŋari, asi iye mumŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka naizvozvo, pamusoro pokudya zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo: Tinoziva kuti chifananidzo hachizi chinhu zvachose panyika uye kuti hakuna Mwari, asi iye mumwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo pane zvechokudya chakapirwa kunavamwari vasirivo, tinoziva kuti pasi pano chinonzi mwari asiri iye hakuna uye kuti hakuna mumwe mwari kusiya mumwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana kuri kudya zvinhu zvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti chifananidzo hachizi chinhu panyika, uye kuti hakuna mumwe Mwari, asi iye mumwechete.
Shona 2009?
Zvino kana kuri kudya zvinhu zvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti chifananidzo hachizi chinhu panyika, uye kuti hakuna Mwari, asi iye mumwe chete.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana kuri kudya zvinhu zvakabayirwa zvifananidzo, tinoziva kuti chifananidzo hachizi chinhu panyika, uye kuti hakuna mumwe Mwari, asi iye mumwechete.