1 Corinthians 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi isu tinoŋgoʋa naMŋari mumŋe ɓedzi, ndiʋo Ƃaɓa; ɀinhu ɀose ɀinobva kwaari, nesu tiri’po nokuɗa kwake; ʋuye Ishe mumŋe, Jesu Kristu; ɀinhu ɀose ɀiri’po naye, nesu tiri’po naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi isu tina Mwari mumwe chete, ivo Baba, zvinhu zvose zvakabva kwavari uye ndivo vatinoraramira; uye tina She mumwe chete, Jesu Kristu, zvinhu zvose zvakavapo kubudikidza naye, uye nesu tinorarama kubudikidza naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kwatiri isu, kunongova naMwari mumwechete Baba kwakabva zvinhu zvose. Ndiyewo watakasikirwa naTenzi mumwechete Jesu Kristu. Zvinhu zvose zvakasikwa nemaari iye kana iyesu takasikwa nemaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi isu tinongova naMwari mumwe bedzi, ndivo baba; zvinhu zvose zvinobva kwaari, nesu tiripo nokuda kwake; uye Ishe mumwe, Jesu Kristu; zvinhu zvose zviripo naye, nesu tiripo naye.
Shona 2009?
asi isu tinongova naMwari mumwe bedzi, ndivo Baba; zvinhu zvose zvinobva kwaari, nesu tiri,po nokuda kwake; uye Ishe mumwe, Jesu Kristu;zvinhu zvose zviripo naye, nesu tiripo naye.
Shona SUB 2002 Bible
asi isu tinongova naMwari mumwe bedzi, ndivo Baba; zvinhu zvose zvinobva kwaari, nesu tiripo nokuda kwake; uye Ishe mumwe, Jesu Kristu; zvinhu zvose zviripo naye, nesu tiripo naye.