1 Corinthians 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋose haʋano‐kuziʋa ikoko; nokuti ʋamŋe, ʋakaroʋera cifananidzo kuȿikira ɀino, ʋanodya ʋaciti ɀakaɓayirwa ɀifananidzo; hana yaʋo ɀaisinesimba, inoshatiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havazi vose vanoziva izvi. Vamwe vanhu vachakabatwa nezvifananidzo zvokuti kana vachidya zvakadai vanodya vachiti zvakabayirwa kuzvifananidzo, uye sezvo hana yavo isati yasimba, inoshatiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havasi vose vano ruzivo irworwo asi vamwe nokutojairirana navamwari vasirivo, vanodya chokudya ichocho sokunge chakapirwa zvechokwadi kunamwari asiriye. Zvino pamusana pehana dzavo nhete vanobva vasvibiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vose havana kuziva ikoko; nokuti vamwe, vakarovera chifananidzo kusvikira zvino, vanodya vachiti zvakabayirwa zvifananidzo; hana yavo zvaisina simba, inoshatiswa.
Shona 2009?
Asi vose havana kuziva ikoko; nokuti vamwe, vakarovera chifananidzo kusvikira zvino, vanodya vachiti zvakabayirwa zvifananidzo; hana yavo zvaisinesimba, inoshatiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vose havana kuziva ikoko; nokuti vamwe, vakarovera chifananidzo kusvikira zvino, vanodya vachiti zvakabayirwa zvifananidzo; hana yavo zvaisina simba, inoshatiswa.