1 Corinthians 9:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana unoreʋa saiɀoɀo nokuɗa kweɗu kwoga here? Ɀirokwaɀo, ɀakanyorwa nokuɗa kweɗu, nokuti unorima unofanira kurima netariro; nounopura, acitarira kuti ucagoʋerwa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo anotaura izvi kwatiri, hazvisizvo here? Hongu, zvakanyorerwa isu, nokuti kana murimi achirima, nomupuri achipura, anofanira kuita izvi netariro yokuti achagoverwawo gohwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haasi kungotaura nezvedu chete here? Zvakanyorerwa isu nokuti murimi anofanira kurima nechitarisiro nomupuri anopura nechitarisiro chokuwana chaanowana pane zvaanokohwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana anoreva saizvozvo nokuda kwedu kwoga here? Zvirokwazvo, zvakanyorwa nokuda kwedu, nokuti anorima anofanira kurima netariro; noanopura, achitarira kuti uchagoverwawo.
Shona 2009?
Kana unoreva saizvozvo nokuda kwedu koga here? Zvirokwazvo, zvakanyorwa nokuda kwedu, nokuti unorima unofanira kurima netariro; nounopura, achitarira kuti uchagoverwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana anoreva saizvozvo nokuda kwedu kwoga here? Zvirokwazvo, zvakanyorwa nokuda kwedu, nokuti anorima anofanira kurima netariro; noanopura, achitarira kuti uchagoverwawo.