1 Corinthians 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana isu takakudɀarirai ɀinhu ɀomŋeya, ciŋgaʋa cinhu cikuru here kana ticiceka ɀinhu ɀenyu ɀenyama?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana isu takadyara zvinhu zvomweya pakati penyu, chingava chinhu chikuru here kana tikakohwa zvinhu zvenyu zvenyama?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana takadyara zvinhu zvakanaka zvomweya pakati penyu kungave kunyanyisa here tikakohwa zvimwe zvinhu zvenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana isu takakudyarirai zvinhu zvomweya, chingava chinhu chikuru here kana tichicheka zvinhu zvenyu zvenyama?
Shona 2009?
Kana isu takakudzvarirai zvinhu zvomweya, chingava chinhu chikuru here kana tichicheka zvinhu zvenyu zvenyama?
Shona SUB 2002 Bible
Kana isu takakudyarirai zvinhu zvomweya, chingava chinhu chikuru here kana tichicheka zvinhu zvenyu zvenyama?