1 Corinthians 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuziʋi here kuti ʋanoshumira paɀinhu ɀitȿene, ʋanodya ɀetembere? Ʋuye kuti ʋanoɓate‐ɓasa paartari, ʋanogoʋana neartari here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuzivi here kuti vaya vanoshumira mutemberi vanowana zvokudya zvavo mutemberi, uye vanoshumira paaritari vanodya zvearitari?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuzivi here kuti vanoshanda muTemberi vanowana chokudya chavo kubva muTemberi. Vanoshandawo paatari vanowana mugove wavo pazvibayiro zvinopirwa izvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuzivi here kuti vanoshumira pazvinhu zvitsvene, vanodya zvetemberi? Uye kuti vanobata basa paaritari, vanogovana nearitari here?
Shona 2009?
Hamuzivi here kuti vanoshumira pazvinhu zvitsvene vanorarama nezvinhu zvetembere? uye kuti vanobata basa paaritari, vanogovana nearitari here?
Shona SUB 2002 Bible
Hamuzivi here kuti vanoshumira pazvinhu zvitsvene, vanodya zvetemberi? Uye kuti vanobata basa paatari, vanogovana neatari here?