1 Corinthians 9:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo Ishe wakaraira kuti ʋanoparidza Evaŋgeri, ʋararame neEvaŋgeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saizvozvowo, Ishe akarayira kuti vanoparidza vhangeri vanofanira kuwana zvinovararamisa kubva pavhangeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo Tenzi akati vanoparidza Shoko Rakanaka vanofanira kuwana zvinovararamisa kubva kuShoko Rakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo Ishe wakarayira kuti vanoparidza Vhangeri, vararame neVhangeri.
Shona 2009?
Saizvozvovo Ishe wakaraira kuti vanoparidza evhangeri, vararame neevhangeri.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo Ishe wakarayira kuti vanoparidza Vhangeri, vararame neVhangeri.