1 Corinthians 9:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muɓairo waŋgu ndoweiko? Ndiwo, kuti kana ndiciparidza Evaŋgeri, ndiʋigire ʋanhu Evaŋgeri ʋasiŋgaripi, kuti ndirege kuɀiɓatira pandaigona napo nesimba randinaro reEvaŋgeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mubayiro wangu ndoweiko? Ndiwo uyu, kuti mukuparidza vhangeri ndizviite pasina muripo, uye ndisingashandisi kodzero dzangu mukuriparidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndouya wokuti ndiparidze Shoko Rakanaka pasina muripo, ndisingagamuchiri zvandinokodzera pamusana pokuparidza Shoko Rakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mubayiro wangu ndoweiko? Ndiwo, kuti kana ndichiparidza Vhangeri, ndivigire vanhu Vhangeri vasingaripi, kuti ndirege kuzvibatira pandaigona napo nesimba randinaro reVhangeri.
Shona 2009?
Zvino mubairo wangu ndoweiko? Ndiwo, kuti kana ndichiparidza evhangeri, ndivigire vanhu evhangeri yaKristu vasingaripi, kuti ndirege kuzvibatira pandaigona napo nesimba randinaro reevhangeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mubairo wangu ndoweiko? Ndiwo, kuti kana ndichiparidza Vhangeri, ndivigire vanhu Vhangeri vasingaripi, kuti ndirege kuzvibatira pandaigona napo nesimba randinaro reVhangeri.