1 Corinthians 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kunyaŋge ndakasunuŋguka kunaʋose, ndakaɀiita muranda waʋose, kuti ndiwane ʋazhinji kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvangu ndakasununguka uye ndisiri muranda womunhu, ndakazviita muranda wavose, kuti ndiwane vazhinji kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange ndisiri muranda waani zvake, ndakazviita muranda wavose kuti ndiwane vakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kunyange ndakasununguka kuna vose, ndakazviita muranda wavose, kuti ndiwane vazhinji kwazvo.
Shona 2009?
Nokuti kunyange ndakasununguka kunavose, ndakazviita muranda wavose, kuti ndiwane vazhinji kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kunyangwe ndakasununguka kuna vose, ndakazviita muranda wavose, kuti ndiwane vazhinji kwazvo.