1 Corinthians 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunaʋasinomurairo, ndakaʋa so munhu usinomurairo, kunyaŋge ndisati ndiri munhu usinomurairo waMŋari, asi pasi pomurairo waKristu, kuti ndiwane ʋasinomurairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuna vasina murayiro, ndakava somunhu asina murayiro (kunyange zvangu ndisina kusununguka kubva pamurayiro waMwari, ndiri pasi pomurayiro waKristu), kuti ndiwane vaya vasina murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vari kunze komutemo ndakaita sendiri kunze komutemo asi kwete somunhu ari kunze komutemo kuna Mwari asi ndiri pasi pomutemo waKristu kuti ndiwane vari kunze komutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuna vasina murayiro, ndakava somunhu asina murayiro, kunyange ndisati ndiri munhu asina murayiro waMwari, asi pasi pomurayiro waKristu, kuti ndiwane vasina murayiro.
Shona 2009?
kuna vasinomurairo, ndakava somunhu usinomurairo, kunyange ndisati ndiri munhu usinomurairo waMwari, asi pasi pomurairo waKristu, kuti ndiwane vasinomurairo.
Shona SUB 2002 Bible
kuna vasina murairo, ndakava somunhu asina murairo, kunyangwe ndisati ndiri munhu asina murairo waMwari, asi pasi pomurairo waKristu, kuti ndiwane vasina murairo.