1 Corinthians 9:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu ɀose ndinoɀiita nokuɗa kweEvaŋgeri, kuti ndigoʋerwe iyo pamŋe cete naʋamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoita zvose izvi nokuda kwevhangeri, kuti ndigovere maropafadzo aro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose izvozvo ndinozviitira Shoko Rakanaka kuti ndigowanawo zvandinowana muzvikomborero zvaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu zvose ndinozviita nokuda kweVhangeri, kuti ndigoverwe iyo pamwechete navamwe.
Shona 2009?
Zvinhu zvose ndinozviita nokuda kweevhangeri, kuti ndigoverwe iyo pamwe chete navamwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu zvose ndinozviita nokuda kweVhangeri, kuti ndigoverwe iyo pamwechete navamwe.