1 Corinthians 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe, unoshiŋgaira pakutamba, unoɀidzora paɀose. Ɀino iʋo ʋanoɀiita kuti ʋawane korona inoʋora, asi isu kuti tiwane isiŋgaʋori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose anopinda mumitambo anozvirovedza zvakaoma. Vanoita izvi kuti vawane korona isingagari; asi isu tinozviita kuti tiwane korona inogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumhanyi wose anozvibata muna zvose. Vanozviita kuti vawane ndaza inoparara asi isu tinozviitira ndaza isingaparari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe, anoshingaira pakutamba, anozvidzora pazvose. Zvino ivo vanozviita kuti vawane korona inoora, asi isu kuti tiwane isingaori.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe, unoshingaira pakutamba, unozvidzora pazvose. Zvino ivo vanozviita kuti vawane korona inovora, asi isu kuti tiwane isingavori.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe, anoshingaira pakutamba, anozvidzora pazvose. Zvino ivo vanozviita kuti vawane korona inoora, asi isu kuti tiwane isingaori.