1 Corinthians 9:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ndinorwadzisa muʋiri waŋgu, ndiciuita muranda; kuti ɀimŋe ini, ndamboparidzira ʋamŋe, ndirege kuʋa wakarashwa ndimene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete, ndinorovedzera muviri wangu uye ndinouita muranda wangu kuitira kuti mushure mokunge ndapedza kuparidzira vamwe, ini pachangu ndirege kushayiwa mubayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinorova muviri wangu ndichiutonga ndichiitira kuti ndirege kuraswa, ini ndakamboparidzira vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ndinorwadzisa muviri wangu, ndichiuita muranda; kuti zvimwe ini, ndamboparidzira vamwe, ndirege kuva akaraswa ndimene.
Shona 2009?
asi ndinorwadzisa muviri wangu, ndichiuita muranda; kuti zvimwe ini, ndamboparidzira vamwe, ndirege kuva wakarashwa ndimene.
Shona SUB 2002 Bible
asi ndinorwadzisa muviri wangu, ndichiuita muranda; kuti zvimwe ini, ndamboparidzira vamwe, ndirege kuva akaraswa ndimene.