1 Corinthians 9:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuɀiɗaʋirira kwaŋgu kunaiʋo ʋanonditoŋga ndikoku:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uku ndiko kuzvidavirira kwangu kuna avo vanondigarira matare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvandingazvidzivirire nazvo kana vanhu vavakunditsoropodza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuzvidavirira kwangu kuna ivo vanonditonga ndikoku:
Shona 2009?
Kuzvidavirira kwangu kunaivo vanonditonga ndikoku:
Shona SUB 2002 Bible
Kuzvidavirira kwangu kuna ivo vanonditonga ndikoku: