1 John 2:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokunyorerai, ʋana ʋaɗuku, nokuti makakaŋganwirwa ɀiʋi nokuɗa kwezita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokunyorerai, vana vangu vandinoda, nokuti zvivi zvenyu zvakaregererwa nokuda kwezita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kukunyorerai vanangu, nokuti zvitadzo zvenyu zvakaregererwa muzita rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinokunyorerai, vana vaduku, nokuti makaregererwa zvivi nokuda kwezita rake.
Shona 2009?
Ndinokunyorerai, vana vaduku, nokuti makakangamwirwa zvivi nokuda kwezita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinokunyorerai, vana vaduku, nokuti makaregererwa zvivi nokuda kwezita rake.