1 John 2:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaɗa nyika kunyaŋge neɀinhu ɀiri munyika. Kana munhu aciɗa nyika, ruɗo rwaƂaɓa haruzi maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musada nyika kana zvinhu zviri mairi. Kana munhu achida nyika, rudo rwaBaba haruzi maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatorwe mwoyo nenyika kana nezvinhu zvenyika. Kana munhu akada nyika kuda Baba hakumo maari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musada nyika kunyange nezvinhu zviri munyika. Kana munhu achida nyika, rudo rwaBaba haruzi maari.
Shona 2009?
Musada nyika kunyange nezvinhu zviri munyika. Kana munhu achida nyika, rudo rwaBaba haruzi maari.
Shona SUB 2002 Bible
Musada nyika kunyangwe nezvinhu zviri munyika. Kana munhu achida nyika, rudo rwaBaba haruzi maari.