1 John 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handina‐kukunyorerai ndiciti hamuziʋi ɀokwaɗi, asi nokuti munoiziʋa, ʋuye nokuti hakunenhema dziŋgabva paɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kukunyorerai nokuda kwokuti hamuzivi chokwadi, asi nokuda kwokuti munochiziva uye nokuti hakuna nhema dzinobva muchokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokunyorerai, kwete, nokuti hamuzivi chokwadi asi nokuti munochiziva uye nokuti hakuna manyepo anobva muchokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kukunyorerai ndichiti hamuzivi chokwadi, asi nokuti munochiziva, uye nokuti hakuna nhema dzingabva pachokwadi.
Shona 2009?
Handina kukunyorerai ndichiti hamuzivi chokwadi, asi nokuti munoiziva, uye nokuti hakunenhema dzingabva pachokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Handina kukunyorerai ndichiti hamuzivi chokwadi, asi nokuti munochiziva, uye nokuti hakuna nhema dzingabva pachokwadi.