1 John 2:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muri’mi, iɀo ɀamakanzwa kubva pakutaŋga, ŋgaɀigare mamuri. Kana iɀo ɀamakanzwa kubva pakutaŋga ɀicigara mamuri, nemi ʋo mucagara muMŋanakomana, nomunaƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Onai kuti zvamakanzwa kubva pakutanga zvagara mamuri. Kana zvikadaro, nemiwo muchagara mumwanakomana nomuna Baba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai zvamakanzwa pakutanga zvirambe zviri mamuri. Kana zvamakanzwa kubvira pakutanga zvikaramba zviri mamuri ipapo imi mucharamba muina Mwanakomana uye muina Babawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana murimi, izvo zvamakanzwa kubva pakutanga, ngazvigare mamuri. Kana izvo zvamakanzwa kubva pakutanga zvichigara mamuri, nemiwo muchagara muMwanakomana, nomuna Baba.
Shona 2009?
Kana muri imwi, izvo zvamakanzwa kubva pakutanga, ngazvigare mamuri, nemivo muchagara muMwanakomana, nomunaBaba.
Shona SUB 2002 Bible
Kana murimi, izvo zvamakanzwa kubva pakutanga, ngazvigare mamuri. Kana izvo zvamakanzwa kubva pakutanga zvichigara mamuri, nemiwo muchagara muMwanakomana, nomuna Baba.