1 John 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uyo, unoti, ndiri muciedza, aciʋeŋga hama yake, uciri murima kuȿikira ɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anoti ari muchiedza asi achivenga hama yake achiri murima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoti ndiri muchiedza asi iye achivenga hama yake, achiri murima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyo, anoti, ndiri muchiedza, achivenga hama yake, achiri murima kusvikira zvino.
Shona 2009?
Uyo, unoti, ndiri muchiedza, achivenga hama yake, uchiri murima kusvikira zvino.
Shona SUB 2002 Bible
Uyo, anoti, ndiri muchiedza, achivenga hama yake, achiri murima kusvikira zvino.