1 John 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinoziʋa kuti takabva murufu, tapinda muʋupenyu, nokuti tinoɗa hama. Uyo, usiŋgaɗi, unogara murufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinoziva kuti takabva murufu tikaenda muupenyu, nokuti tinoda hama dzedu. Ani naani asingadi anogara murufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga isu tinoziva wani kuti takabva kurufu tichienda kuupenyu nokuda vehama kwatinoita. Munhu asina rudo anogara ari murufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinoziva kuti takabva murufu, tapinda muupenyu, nokuti tinoda hama. Uyo, asingadi, anogara murufu.
Shona 2009?
Tinoziva kuti takabva murufu, tapinda muvupenyu, nokuti tinoda hama. Uyo, usingadi, hama yake unogara murufu.
Shona SUB 2002 Bible
Tinoziva kuti takabva murufu, tapinda muupenyu, nokuti tinoda hama. Uyo, asingadi, anogara murufu.