1 John 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe unoʋeŋga hama yake, muʋurayi; munoziʋa kuti hakunomuʋurayi unoʋupenyu bgusiŋgaperi bgugere maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anovenga hama yake imhondi, uye munoziva kuti hakuna mhondi ino upenyu husingaperi mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anovenga mumwe wake imhondi uye munoziva kuti mhondi haina upenyu husingaperi hunogara mairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe anovenga hama yake, muurayi; munoziva kuti hakuna muurayi ano upenyu husingaperi hugere maari.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe unovenga hama yake, muvurayi; munoziva kuti hakunomuvurayi unovupenyu bwusingaperi bwugere maari.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe anovenga hama yake, muurayi; munoziva kuti hakuna muurayi ano upenyu husingaperi hugere maari.