1 John 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndoɀatinoziʋa ruɗo naɀo, kuti wakatipa ʋupenyu bgake; nesu ʋo tinofanira kupa hama ʋupenyu bgeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo maziviro edu kuti rudo rwakadini: Jesu Kristu akapa upenyu hwake nokuda kwedu. Uye isu tinofanira kupa upenyu hwedu nokuda kwehama dzedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvatinoziva nazvo chinonzi rudo, zvokuti akapira upenyu hwake pamusana pedu, isuwo tinofanira kuparadza upenyu hwedu nokuda kwavamwe vedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndozvatinoziva rudo nazvo, kuti akatipa upenyu hwake; nesuo tinofanira kupa hama upenyu hwedu.
Shona 2009?
Ndozvatinoziva rudo nazvo, kuti wakatipa vupenyu bwake; nesuvo tinofanira kupa hama vupenyu bwedu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndozvatinoziva rudo nazvo, kuti akatipa upenyu hwake; nesuwo tinofanira kupa hama upenyu hwedu.