1 John 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaɗikanwa, ɀino tiri ʋana ʋaMŋari, ʋuye ɀicigere kuratidzwa kuti ticazoʋei. Tinoziʋa kuti kana acizoʋoneswa, isu ticafanana naye; nokuti ticamuʋona seɀaakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shamwari dzinodiwa, zvino tiri vana vaMwari, uye zvatichazova zvichigere kuzivikanwa. Asi tinoziva kuti paachaonekwa, isu tichafanana naye, nokuti tichamuona sezvaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadikanwi izvozvi tiri vana vaMwari. Zvatichava hazvisati zvavakuonekwa. Asi zvatinoziva ndezvokuti kana iye ozviratidza, tichange takafanana naye nokuti tichamuona sezvaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadikanwi, zvino tiri vana vaMwari, uye zvichigere kuratidzwa kuti tichazovei. Tinoziva kuti kana achizooneswa, isu tichafanana naye; nokuti tichamuona sezvaakaita.
Shona 2009?
Vadikamwa, zvino tiri vana vaMwari, uye zvichigere kuratidzwa kuti tichazovei. Tinoziva kuti kana achizovoneswa, isu tichafanana naye; nokuti tichamuvona sezvaakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Vadikanwi, zvino tiri vana vaMwari, uye zvichigere kuratidzwa kuti tichazovei. Tinoziva kuti kana achizooneswa, isu tichafanana naye; nokuti tichamuona sezvaakaita.