1 John 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti kana mŋoyo yeɗu icitipa mhaka, Mŋari mukuru kumŋoyo yeɗu, unoziʋa ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pose patinopiwa mhosva nemwoyo yedu. Nokuti Mwari mukuru kupfuura mwoyo yedu, uye anoziva zvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana hana dzedu dzotipomera mhosva, nokuti Mwari mukuru pane hana dzedu uye anoziva zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti kana mwoyo yedu ichitipa mhaka, Mwari mukuru kumwoyo yedu, anoziva zvose.
Shona 2009?
nokuti kana moyo yedu ichitipa mhaka, Mwari mukuru kumwoyo vedu, unoziwa zose.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti kana mwoyo yedu ichitipa mhaka, Mwari mukuru kumwoyo yedu, anoziva zvose.