1 John 3:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye ɀose ɀatinokumbira tinopiwa naye, nokuti tinoceŋgeta mirairo yake, ticiita ɀinomufadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye tinogamuchira kubva kwaari zvose zvatinokumbira, nokuti tinoteerera mirayiro yake uye tinoita zvinomufadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinopiwa naye zvose zvatinokumbira nokuti tinochengeta mitemo yake tichiita zvinomufadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye zvose zvatinokumbira tinopiwa naye, nokuti tinochengeta mirayiro yake, tichiita zvinomufadza.
Shona 2009?
uye zvose zvatinokumbira tinopiwa naye, nokuti tinochengeta mirairo yake, tichiita zvinomufadza.
Shona SUB 2002 Bible
uye zvose zvatinokumbira tinopiwa naye, nokuti tinochengeta mirairo yake, tichiita zvinomufadza.