1 John 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo murairo wake, kuti titende kuzita roMŋanakomana wake, Jesu Kristu, ʋuye tiɗane, seɀaakatiraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye uyu ndiwo murayiro wake: kutenda muzita roMwanakomana wake, Jesu Kristu, uye nokuda mumwe nomumwe wedu sezvaakatirayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutemo wake ndouya wokuti: Tinofanira kutenda muzita roMwanakomana wake Jesu Kristu uye kudanana sokutiudza kwaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo murayiro wake, kuti titende kuzita roMwanakomana wake, Jesu Kristu, uye tidane, sezvaakatirayira.
Shona 2009?
Ndiwo murairo wake, kuti titende kuzita roMwanakomana wake, Jesu Kristu, uye tidane, sezvaakatiraira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo murairo wake, kuti titende kuzita roMwanakomana wake, Jesu Kristu, uye tidane, sezvaakatirayira.