1 John 3:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoceŋgeta mirairo yake, unogara maari, naiye maari. Ndiɀo ɀatinoziʋa naɀo kuti unogara matiri, noMŋeya waakatipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vanoteerera mirayiro yake vanogara maari, uye iye mavari. Uye izvi ndizvo zvinoita kuti tizive kuti iye anogara matiri: Tinozviziva noMweya waakatipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanochengeta mitemo yake vanogara vakabatana naye iyewo akabatanawo navo. Izvi ndizvo zvinotizivisa kuti iye akabatana nesu, zvokuti akatipa Mweya Mutsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anochengeta mirayiro yake, anogara maari, naiye maari. Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti anogara matiri; noMweya waakatipa.
Shona 2009?
Unochengeta mirairo yake, unogara maari, naiye maari. Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti unogara matiri, noMweya waakatipa.
Shona SUB 2002 Bible
Anochengeta mirairo yake, anogara maari, naiye maari. Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti anogara matiri; noMweya waakatipa.