1 John 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe unoita ɀiʋi, unoɗarika nomurairo ʋo; ɀiʋi ndiko kuɗarika murairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose anotadza anodarika murayiro, zvechokwadi, chivi ndiko kudarika murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose anopara chitadzo, kushaya mutemo kwomunhu iyeyo. Kupara chitadzo, kushaya mutemo ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe anoita zvivi, anodarika nomurayirowo; zvivi ndiko kudarika murayiro.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe unoita zvivi, unodarika nomurairo vo; zvivi ndiko kudarika murairo.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe anoita zvivi, anodarika nomurairowo; zvivi ndiko kudarika murairo.