1 John 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe unogara maari, haaiti ɀiʋi; mumŋe nomumŋe unoita ɀiʋi, haanakumuʋona kana kumuziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna munhu anogara maari anoramba achingotadza. Hakuna munhu anoramba achitadza, kana akamuona kana akamuziva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana anogara akabatana naye anoita zvitadzo. Munhu anoita chitadzo, haasati ambomuona kana kumuziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe anogara maari, haaiti zvivi; mumwe nomumwe anoita zvivi, haana kumuona kana kumuziva.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe unogara maari, haaiti zvivi; mumwe nomumwe unoita zvivi, haana kumuvona kana kumuziva.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe anogara maari, haaiti zvivi; mumwe nomumwe anoita zvivi, haana kumuona kana kumuziva.