1 John 4:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaɗikanwa, kana Mŋari akatiɗa saiɀoɀo, nesu ʋo tinofanira kuɗana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shamwari dzinodikanwa, sezvo Mwari akatida zvakadai, isu tinofanirawo kudanana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadikanwi, kana Mwari akatida zvakadai isuwo tinofanira kudanana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadikanwi, kana Mwari akatida saizvozvo, nesuo tinofanira kudana.
Shona 2009?
Vadikamwa, kana Mwari akatida saizvozvo, nesuvo tinofanira kudana.
Shona SUB 2002 Bible
Vadikanwi, kana Mwari akatida saizvozvo, nesuwo tinofanira kudana.