1 John 4:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀatinoziʋa naɀo kuti tinogara maari, naiye matiri, nokuti wakatipa ɀoMŋeya wake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinoziva kuti tinogara maari uye iye matiri, nokuti akatipa zvoMweya wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvatinoziva nazvo kuti tigere takabatana naMwari uye kuti Mwari agere abatana nesu ndezvizvi zvokuti iye akatipa Mweya wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinogara maari, naiye matiri, nokuti akatipa zvoMweya wake.
Shona 2009?
Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinogara maari, naiye matiri, nokuti wakatipa zvoMweya wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tinogara maari, naiye matiri, nokuti akatipa zvoMweya wake.