1 John 4:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isu takaʋona, ʋuye tinopupura kuti Ƃaɓa ʋakatuma Mŋanakomana, kuti aʋe Muponesi wenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye takaona uye tikapupura kuti Baba vakatuma Mwanakomana wavo kuti ave Muponesi wenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isuwo takaona uye tinopupura kuti Baba vakatuma mwanakomana wavo somununuri wapasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isu takaona, uye tinopupura kuti Baba vakatuma Mwanakomana, kuti ave Muponesi wenyika.
Shona 2009?
Isu takavona, uye tinopupura kuti Baba vakatuma Mwanakomana, kuti ave Muponesi wenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Isu takaona, uye tinopupura kuti Baba vakatuma Mwanakomana, kuti ave Muponesi wenyika.