1 John 4:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwoyu murairo wakabva kwaari, tinawo, wokuti unoɗa Mŋari, ŋgaaɗe ʋo hama yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akatipa murayiro uyu: Ani naani anoda Mwari anofanirawo kuda hama yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutemo watinawo unobva kwaari ndouyu unoti: Munhu anoda Mwari anofanirawo kuda mumwe wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwoyu murayiro wakabva kwaari, tinawo, wokuti anoda Mwari, ngaadewo hama yake.
Shona 2009?
Iwoyu murairo wakabva kwaari, tinawo, wokuti unoda Mwari, ngaade vo hama yake.
Shona SUB 2002 Bible
Iwoyu murairo wakabva kwaari, tinawo, wokuti anoda Mwari, ngaadewo hama yake.