1 John 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe, unotenda kuti Jesu ndiye Kristu, iye wakaɓerekwa naMŋari; mumŋe nomumŋe, unoɗa iye wakaɓereka, unoɗa ʋo wakaɓerekwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, akaberekwa naMwari, uye mumwe nomumwe anoda baba anodawo mwana wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, mwana waMwari. Munhu anoda mubereki anodawo mwana waanobereka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe, anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, iye akaberekwa naMwari; mumwe nomumwe, anoda iye akabereka, anodawo akaberekwa naye.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe, unotenda kuti Jesu ndiye Kristu, iye wakaberekwa naMwari; mumwe nomumwe, unoda iye wakabereka, unodavo wakaberekwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe, anotenda kuti Jesu ndiye Kristu, iye akaberekwa naMwari; mumwe nomumwe, anoda iye akabereka, anodawo akaberekwa naye.